Romans 9:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ʋaIsraeri ʋakati ʋacitȿaka murairo wokururama, haʋanakuȿika pamurairo iwoyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi vaIsraeri vakatevera murayiro wokurarama, havana kukuwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tochitiwo vaIsiraeri vakatevedza urarami hunowanikwa nokuchengeta mutemo vakakundika kudzidzisa mutemo iwoyo here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi vaIsiraeri vakati vachitsvaka murayiro wokururama, havana kusvika pamurayiro iwoyo.
Shona 2009?
asi vaIsraeri vakati vachitsvaka murairo wokururama havana kusvika pamurairo wokururama.
Shona SUB 2002 Bible
asi VaIsiraeri vakati vachitsvaka murairo wokururama, havana kusvika pamurairo iwoyo.