Ruth 1:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati kwaari: Kwete, ticaenda nemi kana modzokera kuʋanhu ʋenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino vakati kwaari, “Tichadzokera nemi kuvanhu vokwenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakati, “Aiwa, chiripo ndechokuti tinofanira kudzokerawo nemi kuvanhu vokwenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati kwaari, “Kwete, tichaenda nemi kana modzokera kuvanhu venyu.”
Shona 2009?
Vakati kwaari, "Kwete, tichaenda nemwi kana modzokera kuvanhu venyu."
Shona SUB 2002 Bible
Vakati kwaari, “Kwete, tichaenda nemi kana modzokera kuvanhu venyu.”