Ruth 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzokai, ʋana ʋaŋgu, endai henyu, nokuti ini ndacembera, handiŋgawanikwi nomurume ɀe. Kunyaŋge ndikati: Ndicinetariro kuti ndiŋgaɓereka ʋanakomana, kana ndaiʋa nomurume ʋusiku bguno,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzokerai, vanasikana vangu; ini ndachembera kwazvo zvokuti handingavi nomumwe murume. Kunyange dai ndaifunga kuti ndichine tariro, kunyange ndaiva nomurume usiku huno ndikabereka vanakomana,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzokerai vanangu muende zvenyu nokuti ikoku uku kutochembera kwandaita, hazvichaiti kuti ndiroorwe zvakare. Kunyange dai ndanga ndichine chitarisiro chembereko uye kunyange ndikava nomurume usiku hwanhasi ndikabereka vana vakomana,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzokai, vana vangu, endai henyu, nokuti ini ndachembera, handingawanikwi nomurumezve. Kunyangwe ndikati; ndichine tariro kuti ndingabereka vanakomana, kana ndaiva nomurume usiku hwuno,
Shona 2009?
Dzokai, vana vangu, endai henyu, nokuti ini ndachembera, handingawanikwi nomurumezve. Kunyangwe ndikati; ndichine tariro kuti ndingabereka vanakomana, kana ndaiva nomurume usiku hwuno,
Shona SUB 2002 Bible
Dzokai, vana vangu, endai henyu, nokuti ini ndachembera, handingawanikwi nomurumezve. Kunyangwe ndikati; ndichine tariro kuti ndingabereka vanakomana, kana ndaiva nomurume usiku hwuno,