Ruth 1:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aciʋona kuti watsuŋgirira kwaɀo kuenda naye, akarega kuzotaura naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Naomi akati aona kuti Rute akanga ashinga kuenda naye, akarega kumugombedzera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naomi paakaona kuti Rute atsungirira kuenda naye akabva anyarara zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati achiona kuti watsungirira kwazvo kuenda naye, akarega kuzotaura naye.
Shona 2009?
Zvino wakati achiona kuti watsungirira kwazvo kuenda naye, akarega kuzotaura naye.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati achiona kuti watsungirira kwazvo kuenda naye, akarega kuzotaura naye.