Ruth 1:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Naome akadzoka naRute muMoabi, mukadzi womŋana wake, ʋacibva kunyika yaMoabi; ʋakaȿika paBeti‐rehemi ʋanhu ʋotaŋga kukohwa bari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Naomi akadzokera achibva kuMoabhu, naRute muMoabhu, muroora wake, vakasvika muBheterehema nguva yokukohwa bhari ichangotanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiwo madzokero akaita Naomi kubva kuMoabhu aina Rute muroora wake wechiMoabhu. Vakasvika kuBheterehemu iri nguva yokutanga kukohwa bhari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Naomi akadzoka naRute muMoabhu, mukadzi womwana wake, vachibva kunyika yaMoabhu; vakasvika paBheterehemu vanhu votanga kukohwa bhari.
Shona 2009?
Naizvozvo Naomi akadzoka naRute muMoabhu, mukadzi womwana wake, vachibva kunyika yaMoabhu; vakasvika paBheterehemu vanhu votanga kukohwa bhari.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Naomi akadzoka naRute muMoabhu, mukadzi womwana wake, vachibva kunyika yaMoabhu; vakasvika paBhetirehemu vanhu votanga kukohwa bhari.