Ruth 1:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Erimereki murume waNaome, akafa, iye akasiyiwa naʋanakomana ʋake ʋaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Erimereki, murume waNaomi akafa, iye akasiyiwa aine vanakomana vake vaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Erimereki, murume waNaomi akafa, Naomi ndokusiyiwa aine vana vake vakomana vaviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Erimereki murume waNaomi, akafa, iye akasiyiwa navanakomana vake vaviri.
Shona 2009?
Zvino Erimereki murume waNaomi, akafa, iye akasiyiwa navanakomana vake vaviri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Erimereki murume waNaomi, akafa, iye akasiyiwa navanakomana vake vaviri.