Ruth 1:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akasimuka naʋakadzi ʋaʋana ʋake, aciɗa kubva kunyika yaMoabi; nokuti wakaŋga anzwa aciri panyika yaMoabi, kuti Jehova wakaraŋgarira ʋanhu ʋake, akaʋapa ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naomi paakanga achiri muMoabhu, akanzwa kuti Jehovha akazoshanyira vanhu vake akavapa zvokudya, iye navaroora vake vakagadzirira kudzokera kumusha vachibva ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naomi navaroora vake vakagadzirira zvokudzokera kuti vachibva zvavo munyika yeMoabhu nokuti vari munyika yeMoabhu imomo vakanzwa zvichinzi Tenzi akanga azoshanyira vanhu vake akavawanisa chokudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akasimuka navakadzi vavana vake, achida kubva kunyika yaMoabhu; nokuti wakanga anzwa achiri panyika yaMoabhu, kuti Jehovha wakarangarira vanhu vake, akavapa zvokudya.
Shona 2009?
Ipapo akasimuka navakadzi vavana vake, achida kubva kunyika yaMoabhu; nokuti wakanga anzwa achiri panyika yaMoabhu, kuti Jehovha wakarangarira vanhu vake, akavapa zvokudya.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akasimuka navakadzi vavana vake, achida kubva kunyika yaMoabhu; nokuti wakanga anzwa achiri panyika yaMoabhu, kuti Jehovha akarangarira vanhu vake, akavapa zvokudya.