Ruth 1:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Naome akati kuʋakadzi ʋaʋana ʋake ʋaʋiri: Endai, dzokerai mumŋe nomumŋe kumba kwamai ʋake; Jehova ŋgaakuitirei ɀakanaka, seɀamakaitira ʋakafa neni ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Naomi akati kuvaroora vake vaviri, “Chidzokerai henyu, mumwe nomumwe wenyu kuimba yamai vake. Jehovha ngaakuitirei tsitsi, sezvamakaitirawo vakafa venyu nokwandiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Naomi akataurira varoora vake vaviri vaya achiti, “Zvino imi mochitodzokera zvenyu kumusha kwanaamai venyu. Tenzi ngaakuratidzei kutendeseka mwoyochena wake sezvamakaitira vakatisiya nezvamakaitawo kwandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Naomi akati kuvakadzi vavana vake vaviri, “Endai, dzokerai mumwe nomumwe kumba kwamai vake; Jehovha ngaakuitirei zvakanaka, sezvamakaitira vakafa neniwo.
Shona 2009?
Zvino Naomi akati kuvakadzi vavana vake vaviri, "Endai, dzokerai mumwe nomumwe kumba kwamai vake; Jehovha ngaakuitirei zvakanaka, sezvamakaitira vakafa neniwo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Naomi akati kuvakadzi vavana vake vaviri, “Endai, dzokerai mumwe nomumwe kumba kwamai vake; Jehovha ngaakuitirei zvakanaka, sezvamakaitira vakafa neniwo.