Ruth 1:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ŋgaakuzorodzei, mumŋe nomumŋe mumba momurume wake. Akaʋaȿeta, iʋo ʋakacema kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha ngaaite kuti mumwe nomumwe wenyu awane zororo mumba yomumwe murume.” Ipapo akavatsvoda uye vakachema zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ngaakubatsirei kuti muroorwezve mugogara zvenyu zvakanaka mudzimba dzavarume venyu.” Naomi akavatsvoda, ivowo vakahwihwidza kuchema
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha ngaakuzorodzei, mumwe nomumwe mumba momurume wake.” Akavatsvoda, ivo vakachema kwazvo.
Shona 2009?
Jehovha ngaakuzorodzei, mumwe nomumwe mumba momurume wake." Akavatsvoda, ivo vakachema kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha ngaakuzorodzei, mumwe nomumwe mumba momurume wake.” Akavatsvoda, ivo vakachema kwazvo.