Ruth 2:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Naome wakaŋga anehama yomurume wake, murume wakaŋga anesimba nefuma, weimba yaErimereki, wainzi Boazi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Naomi aiva nehama yokumurume wake, aibva kuimba yaErimereki, murume akasimukira, zita rake richinzi Bhoazi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naomi uyu aiva nehama yomurume wake Erimereki yomumba, yainzi Bhoazi yaiva shoroma chaiyo yomurume.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Naomi wakanga ane hama yomurume wake, murume wakanga ane simba nepfuma, weimba yaErimereki, wainzi Bhoazi.
Shona 2009?
Zvino Naomi wakanga ane hama yomurume wake, murume wakanga ane simba nefuma, weimba yaErimereki, wainzi Bhowasi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Naomi wakanga ane hama yomurume wake, murume wakanga ane simba nepfuma, weimba yaErimereki, wainzi Bhoazi.