Ruth 2:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati asimuka kuzoʋuŋganidza ɀiyo, Boazi akaraira majaya ake, akati: Ŋgaaʋuŋganidze hake kunyaŋge napakati peɀisote, musamudziʋisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakasimuka kuti anongere, Bhoazi akarayira majaya ake achiti, “Kunyange akaunganidza pakati pezvisote, musamudzivisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rute paakadzokera kundofuhwa, Bhoazi akataurira vakomana vake achiti, “Regai zvenyu mukadzi uyu afuhwe kunyange pazvisote murege kuita chakaipa kwaari chingamufumure.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati asimuka kuzounganidza zviyo, Bhoazi akaraira majaya ake, akati, “Ngaaunganidze hake kunyange napakati pezvisote, musamudzivisa.
Shona 2009?
Zvino wakati asimuka kuzounganidza zviyo, Bhowasi akaraira majaya ake, akati, "Ngaaunganidze hake kunyange napakati pezvisote, musamudzivisa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati asimuka kuzounganidza zviyo, Bhoazi akaraira majaya ake, akati, “Ngaaunganidze hake kunyangwe napakati pezvisote, musamudzivisa.