Ruth 2:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumuvomorere ʋo dzimŋe hura patsama, mudzisiye, aʋuŋganidze hake, musamutuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi, mumuvhomorere dzimwe tsama, kubva pamasumbu enyu mumusiyire agononga, uye musamutsiura.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi musvomhorerei dzimwe hura pazvisote izvozvo, muchimusiyira kuti afuhwe asi musamutsiure.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumuvhomorerewo dzimwe hura patsama, mudzisiye, aunganidze hake, musamutuka.”
Shona 2009?
Mumuvhomorerewo dzimwe hura patsama, mudzisiye, aunganidze hake, musamutuka."
Shona SUB 2002 Bible
Mumuvhomorerewo dzimwe hura patsama, mudzisiye, aunganidze hake, musamutuka.”