Ruth 2:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naome akati kunaRute, mukadzi womŋana wake: Ɀakanaka mŋana waŋgu, kuti uende naʋasikana ʋake, urege kuʋonekwa kunomumŋe munda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naomi akati kuna Rute muroora wake, “Zvichava zvakanaka kwauri mwanangu, kuti uende navasikana vake, nokuti ukaenda mumunda womumwe ungazokanganiswa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naomi akataurira muroora wake Rute achiti, “Zviri nani mwanangu kuti ushande navasikana vanomushandira ivavo nokuti ukaenda kumunda mumwewo, kungadaro kukawana chakaipa chingaitwe kwauri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naomi akati kuna Rute, mukadzi womwana wake, “Zvakanaka mwana wangu, kuti uende navasikana vake, urege kuonekwa kune mumwe munda.”
Shona 2009?
Naomi akati kuna Rute, mukadzi womwana wake, "Zvakanaka mwana wangu, kuti uende navasikana vake, urege kuonekwa kune mumwe munda."
Shona SUB 2002 Bible
Naomi akati kuna Rute, mukadzi womwana wake, “Zvakanaka mwana wangu, kuti uende navasikana vake, urege kuonekwa kune mumwe munda.”