Ruth 2:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋonei, Boazi wakabva Beti‐rehemi, akati kuʋaceki: Jehova aʋe nemi. Iʋo ʋakapindura, ʋakati kwaari: Jehova akuropafadzei ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo Bhoazi akasvika achibva kuBheterehema ndokukwazisa vacheki achiti, “Jehovha ave nemi!” Ivo vakapindura vachiti, “Jehovha akuropafadzei!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiyo nguva yakabva yasvikawo Bhoazi achibva kuBheterehemu. Akakwazisa vakohwi ivava achiti, “Tenzi ngaave nemi!” Ivo vakatiwo, “Tenzi ngaakukomborereiwo!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wonei, Bhoazi wakabva Bheterehemu, akati kuvacheki, “Jehovha ave nemi.” Ivo vakapindura, vakati kwaari, “Jehovha akuropafadzeiwo.”
Shona 2009?
Zvino vonei, Bhowasi wakabva Bheterehemu, akati kuvacheki, "Jehovha ave nemi." Ivo vakapindura, vakati kwaari, "Jehovha akuropafadzeiwo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wonei, Bhoazi wakabva Bhetirehemu, akati kuvacheki, “Jehovha ave nemi.” Ivo vakapindura, vakati kwaari, “Jehovha akuropafadzeiwo.”