Ruth 2:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muranda, wakaŋga ari mutariri waʋaceki, akapindura, akati: Ndiye musikana muMoabi, wakadzoka naNaome ʋacibva kunyika yaMoabi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutariri akapindura akati, “Mukadzi wechiMoabhu akadzoka pamwe chete naNaomi vachibva kuMoabhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushandi wake wokutungamirira vakohwi ndokuti, “Mukadzi wechiMoabhu akauya naNaomi paakadzoka achibva kuMoabhu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muranda, wakanga ari mutariri wavacheki, akapindura akati, “Ndiye musikana muMoabhu, wakadzoka naNaomi vachibva kunyika yaMoabhu,
Shona 2009?
Muranda, wakanga ari mutariri wavacheki, akapindura akati, "Ndiye musikana muMoabhu, wakadzoka naNaomi vachibva kunyika yaMoabhu,
Shona SUB 2002 Bible
Muranda, wakanga ari mutariri wavacheki, akapindura akati, “Ndiye musikana muMoabhu, wakadzoka naNaomi vachibva kunyika yaMoabhu,