Ruth 3:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Naome, ʋamŋene ʋake, akati kwaari: Mŋanasikana waŋgu, handifaniri kukutȿakira zororo, kuti ufare here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rimwe zuva Naomi, vamwene vake vakati kwaari, “Mwanasikana wangu, handingaedzi kukuwanira musha here, paungawana zvinokuriritira zvakakwana?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naomi akataurira muroora wake achiti, “Mwanangu ndafunga zvokukutsvakira kuti uitewo imba yako uwanewo pokunyatsogara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Naomi, vamwene vake, akati kwaari, “Mwanasikana wangu, handifaniri kukutsvakira zororo, kuti ufare here?
Shona 2009?
Zvino Naomi, vamwene vake, akati kwaari, "Mwanasikana wangu, handifaniri kukutsvakira zororo, kuti ufare here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Naomi, vamwene vake, akati kwaari, “Mwanasikana wangu, handifaniri kukutsvakira zororo, kuti ufare here?