Ruth 3:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aciȿika kuʋamŋene ʋake, iʋo ʋakati: Ɀazoɗiniko mŋana waŋgu? akaʋaʋudza ɀose ɀaakaŋga aitirwa nomurume uya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Rute akati asvika kuna vamwene vake, Naomi akamubvunza akati, “Zvaita mafambiroi mwanasikana wangu?” Ipapo iye akamuudza zvose zvaakanga aitirwa naBhoazi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakasvika kuna vamwene vake, vakamubvunza kuti, “Zvafamba sei mwanangu?” Iye ndokuvataurirawo zvose zvaakanga aitirwa nomurume iyeyo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati achisvika kuna vamwene vake, ivo vakati, “Zvazodiniko mwana wangu?” Akavaudza zvose zvaakanga aitirwa nomurume uya.
Shona 2009?
Zvino wakati achisvika kuna vamwene vake, ivo vakati, "Zvazodiniko mwana wangu?" Akavaudza zvose zvaakanga aitirwa nomurume uya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati achisvika kuna vamwene vake, ivo vakati, “Zvazodiniko mwana wangu?” Akavaudza zvose zvaakanga aitirwa nomurume uya.
Recommended Reading