Ruth 3:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Iye wandipa ɀiyero iɀi ɀitanhatu ɀebari, nokuti wakati: Usaenda kuʋamŋene ʋako usinecinhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akatizve, “Andipa zviyero zvitanhatu izvi zvebhari, akati, ‘Usadzokera kuna vamwene vako usina chinhu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiti, “Andipa bhari inotokwana makirogiramu anenge makumi maviri achiti, ‘Haungadzokere kuna vamwene vako usina chawakabata mumaoko.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Iye wandipa zviyero izvi zvitanhatu zvebhari, nokuti wakati, ‘Usaenda kuna vamwene vako usina chinhu.’ ”
Shona 2009?
Akati, "Iye wandipa zviyero izvi zvitanhatu zvebhari, nokuti wakati, `Usaenda kuna vamwene vako usina chinhu.' "
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Iye wandipa zviyero izvi zvitanhatu zvebhari, nokuti wakati, ‘Usaenda kuna vamwene vako usina chinhu.’ ”