Ruth 4:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndateŋga ʋo Rute muMoabi, mukadzi waMaroni, kuti aʋe mukadzi waŋgu, kuti ndimutse zita rowakafa panhaka yake, zita rowakafa rirege kuroʋa pakati pehama dzake napasuʋo renɀimbo yake; imi muri ɀapupu nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndatorawo Rute muMoabhu, chirikadzi yaMaroni, kuti ave mukadzi wangu kuti ndimutse zita romushakabvu pamwe chete nenhaka yake, kuitira kuti zita rake rirege kurova mumhuri yake kana mumabhuku eguta. Nhasi ndimi zvapupu!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyangewo chirikadzi iya yakasiyiwa naMahironi, Rute muMoabhu, ndini ndatovawo wokugara nhaka nokudaro zita romufi richaramba richidaidzwa panhaka yaakasiya kuti zita rake rirege kurova mumhuri yake kana muguta rake. Ndimi zvapupu zvacho iye nhasi uno.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndatengawo Rute muMoabhu, mukadzi waMaroni, kuti ave mukadzi wangu, kuti ndimutse zita rowakafa panhaka yake, zita rowakafa rirege kurova pakati pehama dzake napasuo renzvimbo yake; imi muri zvapupu nhasi.”
Shona 2009?
Ndatengawo Rute muMoabhu, mukadzi waMaroni, kuti ave mukadzi wangu, kuti ndimutse zita rowakafa panhaka yake, zita rowakafa rirege kurova pakati pehama dzake napasuo renzvimbo yake; imwi muri zvapupu nhasi."
Shona SUB 2002 Bible
Ndatengawo Rute muMoabhu, mukadzi waMaroni, kuti ave mukadzi wangu, kuti ndimutse zita rowakafa panhaka yake, zita rowakafa rirege kurova pakati pehama dzake napasuwo renzvimbo yake; imi muri zvapupu nhasi.”