Ruth 4:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Boazi akawana Rute, akaʋa mukadzi wake, akapinda kwaari, Jehova akamutoresa mimba, akapona mŋanakomana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Bhoazi akatora Rute akava mukadzi wake. Zvino akapinda kwaari Jehovha akamuita kuti abate pamuviri, iye akabereka mwanakomana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhoazi akatora Rute akagara nhaka yacho. Akapinda mumba naye, Tenzi akamubatsira akava napamuviri akabereka mwana mukomana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Bhoazi akawana Rute, akava mukadzi wake, akapinda kwaari, Jehovha akamutoresa mimba, akapona mwanakomana.
Shona 2009?
Ipapo Bhowasi akawana Rute, akava mukadzi wake, akapinda kwaari, Jehovha akamutoresa mimba, akapona mwanakomana.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Bhoazi akawana Rute, akava mukadzi wake, akapinda kwaari, Jehovha akamutoresa mimba, akapona mwanakomana.