Ruth 4:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Naome akatora mŋana, akamufuŋgatira pacifuʋa cake, akaʋa mureri wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Naomi akatora mwana, akamuisa pamakumbo ake akamurera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naomi akagumbatira mwana uyu pachipfuva chake ndokubva ava mureri wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Naomi akatora mwana, akamufungatira pachipfuva chake, akava mureri wake.
Shona 2009?
Zvino Naomi akatora mwana, akamufungatira pachipfuva chake, akava mureri wake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Naomi akatora mwana, akamuradzika pamakumbo ake, akava mureri wake.

Recommended Reading