Ruth 4:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hezroni akaɓereka Rami, Rami akaɓereka Aminadabi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezironi akabereka Ramu, Ramu akabereka Aminadhabhi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezironi akabereka Ramu. Ramu akabereka Aminadhabhu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hezironi akabereka Rami, Rami akabereka Aminadhabhi;
Shona 2009?
Hezironi akabereka Rami, Rami akabereka Aminadhabhi;
Shona SUB 2002 Bible
Hezironi akabereka Rami, Rami akabereka Aminadhabhi;