Ruth 4:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati kuhama yomumba: Naome, uya wakadzoka acibva kunyika yaMoabi, unoɗa kuteŋgesa mugoʋe wenyika waiʋa womunuŋuna weɗu Erimereki;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kuhama yapedyo, mudzikinuri, “Naomi uya akadzoka kumusha kubva kuMoabhu, ari kutengesa munda waiva waErimereki hama yedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhoazi akasuma nyaya kune hama yake iya, muridzi wenhaka achiti, “Naomi uya akadzoka achibva kuMoabhu ari kutengesa munda waiva waErimereki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati kuhama yomumba, “Naomi, uya wakadzoka achibva kunyika yaMoabhu, unoda kutengesa mugove wenyika waiva womunun'una wedu Erimereki;
Shona 2009?
Zvino akati kuhama yomumba, "Naomi, uya wakadzoka achibva kunyika yaMoabhu, unoda kutengesa mugove wenyika waiva womunun'una wedu Erimereki;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati kuhama yomumba, “Naomi, uya wakadzoka achibva kunyika yaMoabhu, unoda kutengesa mugove wenyika waiva womunun'una wedu Erimereki;