Ruth 4:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino hama iyo yomumba ikati kunaBoazi: Ciɀiteŋgera hako uyo. Akabvisa shaŋgu yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo hama yapedyo, mudzikinuri akati kuna Bhoazi, “Chiutenga iwe.” Uye akabvisa shangu yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka hama iya muridzi wenhaka paakati kuna Bhoazi, “Utenge zvako iwe.” Akabva abvisa shangu yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino hama iyo yomumba ikati kuna Bhoazi, “Chizvitengera hako uyo.” Akabvisa shangu yake.
Shona 2009?
Zvino hama iyo yomumba ikati kuna Bhowasi, "Chizvitengera hako uyo." Akabvisa shangu yake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino hama iyo yomumba ikati kuna Bhoazi, “Chizvitengera hako uyo.” Akabvisa shangu yake.