Ruth 4:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Boazi akati kuʋakuru nokuʋanhu ʋose: Imi muri ɀapupu nhasi, kuti ndateŋga kunaNaome ɀose ɀaiʋa ɀaErimereki, neɀose ɀaiʋa ɀaKirioni neɀaMaroni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Bhoazi akazivisa vakuru navanhu vose akati, “Nhasi muri zvapupu zvokuti ndatenga kubva kuna Naomi zvake zvose nazvose zvaiva zvaErimereki, zvaKirioni nezvaMaroni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhoazi ndokuti kuna vakuru vakuru vaya navanhu vose, “Nhasi uno ndimi mava zvapupu zvangu zvokutenga kwandaita munda kuna Naomi nezvose zvaiva zvaErimereki pamwechete nezvose zvaiva zvaKirioni nezvaMahironi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Bhoazi akati kuvakuru nokuvanhu vose, “Imi muri zvapupu nhasi, kuti ndatenga kuna Naomi zvose zvaiva zvaErimereki, nezvose zvaiva zvaKirioni nezvaMaroni.
Shona 2009?
Zvino Bhowasi akati kuvakuru nokuvanhu vose, "imwi muri zvapupu nhasi, kuti ndatenga kuna Naomi zvose zvaiva zvaErimereki, nezvose zvaiva zvaKirioni nezvaMaroni.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Bhoazi akati kuvakuru nokuvanhu vose, “Imi muri zvapupu nhasi, kuti ndatenga kuna Naomi zvose zvaiva zvaErimereki, nezvose zvaiva zvaKirioni nezvaMaroni.