Song of Solomon 1:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Matama ako akanaka pakati peɀirukwa ɀevudzi; Mutsipa wako neɀibge ɀinokosha ɀakatuŋgirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Matama ako akashongedzwa zvakanaka nemhete, mutsipa wako nezvuma zvamatombo anokosha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakusi kunaka ikoko kwakaita matama ako nemhete idzi! Naiwo mutsipa wako uyu, nezvishongo zvawo izvi, aiwaiwa!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Matama ako akanaka pakati pezvirukwa zvevhudzi; Mutsipa wako nezvibwe zvinokosha zvakatungirwa.
Shona 2009?
Matama ako akanaka pakati pezvirukwa zvevhudzi; Mutsipa wako nezvibwe zvinokosha zvakatungirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Matama ako akanaka pakati pezvirukwa zvevhudzi; Mutsipa wako nezvibwe zvinokosha zvakatungirwa.