Song of Solomon 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋguʋa yose mambo agere patafura yake, Nardo yaŋgu yakaɓuɗisa kunhuwira kwayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo paakanga agere patafura yake, munhuwi wamafuta andainge ndazora wakapararira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo paainge akazendama zvake pasofa, mafuta angu enadhi akati pfuu kunhuwirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nguva yose mambo agere patafura yake, Nado yangu yakabudisa kunhuwira kwayo.
Shona 2009?
Nguva yose mambo agere patafura yake, Nadho yangu yakabudisa kunhuhwira kwayo.
Shona SUB 2002 Bible
Nguva yose mambo agere patafura yake, Nado yangu yakabudisa kunhuwira kwayo.