Song of Solomon 1:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muɗiwa waŋgu wakaita kwandiri sehomboɗo yemura, Inogara pakati pamazamu aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudiwa wangu, kwandiri akaita sakahomwe kemura kanogara pakati pamazamu angu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwandiri mudiwa wangu wakaita sakahomwe kemura kakarara pakati pamazamu angu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mudiwa wangu akaita kwandiri sehombodo yemura, Inogara pakati pamazamu angu.
Shona 2009?
Mudiwa wangu akaita kwandiri sehombodo yemura, Inogara pakati pamazamu angu.
Shona SUB 2002 Bible
Mudiwa wangu akaita kwandiri sehombodo yemura, Inogara pakati pamazamu angu.