Song of Solomon 1:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muɗiwa waŋgu wakaita kwandiri sesumbu ramaruʋa ehena, Paminda yemizambiriŋga paEngedi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudiwa wangu, kwandiri akaita sesumbu ramaruva machena anobva mubindu remizambiringa yeEni Gedhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwandiri ini mudiwa wangu akaita sechitsumbu chamaruva ehena muminda yeEnigedhi yamagirepisi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mudiwa wangu akaita kwandiri sesumbu ramaruva ehena, Paminda yemidzambiringa paEngedhi.
Shona 2009?
Mudiwa wangu akaita kwandiri sesumbu ramaruva ehena, Paminda yemizambiringa paEngedhi.
Shona SUB 2002 Bible
Mudiwa wangu akaita kwandiri sesumbu ramaruva ehena, Paminda yemizambiringa paEngedhi.