Song of Solomon 1:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikweʋere kwauri; ticakuteʋera ticimhanya; Mambo wakandiisa mudzimba dzake dzomukati; Ticafara nokukufarira ɀikuru iwe; Ticarumbidza ruɗo rwako kupfuʋura waini; Ɀakarurama ɀaʋakakuɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nditorei muende neni, ngatikurumidzei. Mambo ngaandipinze mudzimba dzake dzomukati. Tinokupembererai nokukufarirai, ticharumbidza rudo rwenyu kupfuura waini. Regai zvenyu mhandara dzikudei!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndikweve kwauri timhanye muende neni mumba menyu, mambo. Ngatifarei tichikupemberera tichirumbidza rudo rwako kupfuura waini. Ndosaka wani uchidiwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikwevere kwauri; tichakutevera tichimhanya; Mambo wakandiisa mudzimba dzake dzomukati; Tichafara nokukufarira zvikuru iwe; Ticharumbidza rudo rwako kupfuura waini; Zvakarurama zvavakakuda.
Shona 2009?
Ndikwevere kwauri; tichakutevera tichimhanya; Mambo wakandiisa mudzimba dzake dzomukati; Tichafara nokukufarira zvikuru iwe; Ticharumbidza rudo rwako kupfuura waini; Zvakarurama zvavakakuda.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikwevere kwauri; tichakutevera tichimhanya; Mambo wakandiisa mudzimba dzake dzomukati; Tichafara nokukufarira zvikuru iwe; Ticharumbidza rudo rwako kupfuura waini; Zvakarurama zvavakakuda.