Song of Solomon 2:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muɗiwa waŋgu wakataura, akati kwandiri: Simuka, shamŋari yaŋgu, wakanaka waŋgu, ʋuya!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudiwa wangu akataura kwandiri akati, “Simuka, mudiwa wangu, iwe munakunaku wangu, uya tiende tose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudiwa wangu hoyo wotaura achinditi: “Simuka chido chemwoyo wangu iwe tsvarakadenga yangu uuye.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mudiwa wangu akataura, akati kwandiri, “Simuka, shamwari yangu, akanaka wangu, huya!”
Shona 2009?
Mudiwa wangu akataura, akati kwandiri, "Simuka, shamwari yangu, akanaka wangu, huya!"
Shona SUB 2002 Bible
Mudiwa wangu akataura, akati kwandiri, “Simuka, mudiwa wangu, akanaka wangu, huya!”