Song of Solomon 2:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maruʋa oʋonekwa panyika; Ŋguʋa yokurira kweshiri yaȿika, Nenzwi renjiʋa rinonzwika panyika yeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maruva oonekwa panyika; nguva yokuimba yasvika, kurira kwenjiva kwonzwikwa munyika yedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maruva abuda panyika nguva yokuimba yasvika kurira kwenjiva kwava kunzwika munyika medu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maruva aonekwa panyika; Nguva yokurira kweshiri yasvika, Nezwi renjiva rinonzwika panyika yedu.
Shona 2009?
Maruva aonekwa panyika; Nguva yokurira kweshiri yasvika, Nenzwi renjiva rinonzwikwa panyika yedu.
Shona SUB 2002 Bible
Maruva aonekwa panyika; Nguva yokurira kweshiri yasvika, Nekurira kwenjiva kunonzwika panyika yedu.