Song of Solomon 2:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Somuapuri pakati pemiti yokuɗondo, Ndiɀo ɀakaita muɗiwa waŋgu pakati paʋanakomana. Ndakagara mumumvuri wake nomufaro mukuru; Ɀiɓereko ɀake ɀakaŋga ɀicinaka pamukanwa waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Somuti womuapuro pakati pemiti yesango, ndizvo zvawakaita mudiwa wangu pakati pamajaya. Ndinofarira kugara mumumvuri wake, uye muchero wake unondinakira kuudya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Somuti wemuapuru mukati mesango, ndozvakaita mudiwa wangu mukati memajaya. Muti wandakagara mumumvuri wawo norufaro une michero yawo inondinakira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Somuapuri pakati pemiti yokudondo, Ndizvo zvakaita mudiwa wangu pakati pavanakomana. Ndakagara mumumvuri wake nomufaro mukuru; Zvibereko zvake zvakanga zvichinaka pamukanwa wangu.
Shona 2009?
Somuapuri pakati pemiti yokudondo, Ndizvo zvakaita mudiwa wangu pakati pavanakomana. Ndakagara mumumvuri wake nomufaro mukuru; Zvibereko zvake zvakanga zvichinaka pamukamwa wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Semueporo pakati pemiti yokudondo, Ndizvo zvakaita mudiwa wangu pakati pavanakomana. Ndakagara mumumvuri wake nomufaro mukuru; Zvibereko zvake zvakanga zvichinaka pamukanwa wangu.