Song of Solomon 2:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwai inzwi romuɗiwa waŋgu! Tarirai, woʋuya, Acikwakuka pamakomo, Acicirika paɀikomo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwai! Inzwi romudiwa wangu! Tarirai! Hoyo ouya achiuruka nomumakomo, achikwakuka nomuzvikomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiri kunzwa mutsindo womudiwa wangu, hoyo wouya, achiuruka mumakomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inzwai izwi romudiwa wangu! Tarirai, wouya, Achikwakuka pamakomo, Achichirika pazvikomo.
Shona 2009?
Inzwai inzwi romudiwa wangu! Tarirai, wouya, Achikwakuka pamakomo, Achichirika pazvikomo.
Shona SUB 2002 Bible
Inzwai izwi romudiwa wangu! Tarirai, wouya, Achikwakuka pamakomo, Achichirika pazvikomo.