Song of Solomon 3:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋusiku, ndiri panhoʋo dzaŋgu, Ndakamutȿaka unoɗikanwa nomŋeya waŋgu; Ndakamutȿaka, asi handina‐kumuwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usiku hwose ndiri pamubhedha wangu ndakatsvaka uyo anodiwa nomwoyo wangu; ndakamutsvaka asi handina kumuwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usiku ndiri pauriri hwangu pfungwa dzangu dzaiva kumudiwa wangu ndaingomutsvaka asi handina kumuona, ndakamudaidza asi haana kudavira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usiku, ndiri panhoo dzangu, Ndakamutsvaka anodikanwa nomweya wangu; Ndakamutsvaka, asi handina kumuwana.
Shona 2009?
Usiku, ndiri panhovo dzangu, Ndakamutsvaka anodikamwa nomweya wangu; Ndakamutsvaka, asi handina kumuwana.
Shona SUB 2002 Bible
Usiku, ndiri panhoo dzangu, Ndakamutsvaka anodikanwa nomweya wangu; Ndakamutsvaka, asi handina kumuwana.