Song of Solomon 3:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaita mbiru dzaco nesirveri, Musana waco nendarama, pokugara kwaco nomuceka mutȿuku, Mukati maco makaroŋgwa noruɗo Rwaʋakunda ʋeJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mbiru dzacho akadzigadzira nesirivha, pokuzembera musana pakagadzirwa negoridhe. Pokugara pakashongedzwa nejira repepuru, mukati mayo makashongedzwa norudo navanasikana veJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapango acho okumisa aiva esirivha, katenga kacho kari kendarama, chigaro chacho chiri cheruvara rwehute mukati macho makanga makanyatsogadzirwa kwazvo navakadzi veJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita mbiru dzacho nesirivha, Musana wacho nendarama, pokugara kwacho nomucheka mutsvuku, Mukati macho makarongwa norudo Rwavakunda veJerusaremu.
Shona 2009?
Akaita mbiru dzacho nesirivha, Musana wacho nendarama, pokugara kwacho nomucheka mutsvuku,. Mukati macho makarongwa norudo Rwavakunda veJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Akaita mbiru dzacho nesirivha, Musana wacho nendarama, pokugara kwacho nomucheka mutsvuku, Mukati macho makarongwa norudo Rwavakunda veJerusaremu.