Song of Solomon 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikati: Ndicasimuka ɀino, ndifambe‐fambe neguta; Panzira dzomumusha, napamaɗare Ndi’po pandicatȿaka unoɗikanwa nomŋeya waŋgu; Ndikamutȿaka, asi handina‐kumuwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichasimuka zvino ndinofamba-famba muguta, mumigwagwa yaro nomuzvivara zvaro; ndichatsvaka iye anodiwa nomwoyo wangu. Saka ndakamutsvaka asi handina kumuwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakati regai ndisimuke ndimutsvake muguta iye wangu wapamwoyo mumigwagwa nemumisika ndakamutsvaka asi handina kumuwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikati, ndichasimuka zvino, ndifambe-fambe neguta; Panzira dzomumusha, napamatare Ndipo pandichatsvaka anodikanwa nomweya wangu; Ndikamutsvaka, asi handina kumuwana.
Shona 2009?
Ndikati, ndichasimuka zvino, ndifambe-fambe neguta; Panzira dzomumusha, napamatare Ndipo pandichatsvaka anodikamwa nomweya wangu; Ndikamutsvaka, asi handina kumuwana.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikati, ndichasimuka zvino, ndifambe–fambe neguta; Panzira dzomumusha, napamatare Ndipo pandichatsvaka anodikanwa nomweya wangu; Ndikamutsvaka, asi handina kumuwana.