Song of Solomon 3:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndico cigaro caSoromoni cinotakurwa; Mhare dzinamakumi matanhatu dzakacikomberedza, Ʋanobva pamhare dzaʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai! Ndiyo ngoro yaSoromoni, yakachengetedzwa nemhare makumi matanhatu dzamachinda, apamusoro-soro omuIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga chigaro chaSoromoni wani akakombwa namakumi matanhatu emagamba pamagamba okwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, ndicho chigaro chaSoromoni chinotakurwa; Mhare dzina makumi matanhatu dzakachikomberedza, Vanobva pamhare dzavaIsiraeri.
Shona 2009?
Tarirai, ndicho chigaro chaSoromoni chinotakurwa; Mhare dzina makumi matanhatu dzakachikomberedza, Vanobva pamhare dzavaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, ndicho chigaro chaSoromoni chinotakurwa; Mhare dzina makumi matanhatu dzakachikomberedza, Vanobva pamhare dzaVaIsiraeri.