Song of Solomon 4:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ruɗo rwako rwakanaka sei, hanɀadzi yaŋgu, mŋeŋga waŋgu! Ruɗo rwako runopfuʋura waini ɀikuru sei! Nokunhuwira kweɀizoro ɀako miti yose inonhuwira!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rudo rwako kwandiri runondifadza sei, hanzvadzi yangu, mwenga wangu! Rudo rwako runofadza sei kukunda waini. Uye kunhuwira kwamafuta ako okuzora vkunokunda zvose zvinonhuwira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakusi kunaka kwakaita rudo rwako, mwana wamai, iwe mwenga wangu. Rudo rwako kana waini inosara pasi. Twokubikisa tunonhuwirira twuya pamafuta ako anonhuwirira hatupasviki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rudo rwako rwakanaka sei, hanzvadzi yangu, mwenga wangu! Rudo rwako runopfuura waini zvikuru sei! Nokunhuwira kwezvizoro zvako miti yose inonhuwira!
Shona 2009?
Rudo rwako rwakanaka sei, hanzvadzi yangu, mwenga wangu! Rudo rwako runopfuura waini zvikuru sei! Nokunhuhwira kwezvizoro zvako miti yose inonhuhwira!
Shona SUB 2002 Bible
Rudo rwako rwakanaka sei, hanzvadzi yangu, mwenga wangu! Rudo rwako runopfuura waini zvikuru sei! Nokunhuwira kwezvizoro zvako miti yose inonhuwira!