Song of Solomon 5:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muɗiwa waŋgu wakacena nokutȿuka, Unozikanwa pakati pezana ramazana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudiwa wangu akanaka uye mutsvuku, anokunda vane zviuru gumi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudiwa wangu akapenyerera, akatsvukirira, anonyatsoonekwa mukati mezviuru gumi zvavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mudiwa wangu akachena nokutsvuka, Anozikanwa pakati pezana ramazana.
Shona 2009?
Mudiwa wangu akachena nokutsvuka, Anozikamwa pakati pezana ramazana.
Shona SUB 2002 Bible
Mudiwa wangu akachena nokutsvuka, Anozikanwa pakati pezana ramazana.