Song of Solomon 5:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Matama ake akaita sendima yemiti inonhuwira, Samatutu emiriʋo inonaka; Miromo yake yakaita samaruʋa anoɗonha mura inoyerera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Matama ake akaita semihomba yezvinonhuwira. inobereka zvinonhuwira. Miromo yake yakaita samaruva anodonha mura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Matamawo ake akaita semihomba yetwokubikisa tunonhuwirira tunoburitsa kunhuwirira; iyo miromo yake iyi, maruva zvawo amariri, inodonha mura inoyerera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Matama ake akaita sendima yemiti inonhuwira, Samatutu emiriwo inonaka; Miromo yake yakaita samaruva anodonha mura inoyerera.
Shona 2009?
Matama ake akaita sendima yemiti inonhuhwira, Samatutu emiriwo inonaka; Miromo yake yakaita samaruva anodonha mura inoyerera.
Shona SUB 2002 Bible
Matama ake akaita sendima yemiti inonhuwira, Samatutu emiriwo inonaka; Miromo yake yakaita samaruva anodonha mura inoyerera.