Song of Solomon 5:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maʋoko ake akaita samapaŋgo endarama, akaiswa beriri; Muʋiri wake wakaita senyaŋga dzenzou, dzakafukidzwa nesafiro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maoko ake itsvimbo dzegoridhe dzakaiswa mabwe anokosha. Muviri wake wakaita senyanga dzenzou dzinobwinya dzakashongedzwa nesafiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maoko ake, heyo mibhadha zvayo yendarama yakashongedzwa zvishongo muviri wake ndiro zvayo yemunyanga wenzou yakaiswa tutombo twesafaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maoko ake akaita samapango endarama, akaiswa bheriri; Muviri wake wakaita senyanga dzenzou, dzakafukidzwa nesafiro.
Shona 2009?
Maoko ake akaita samapango endarama, akaiswa bheriri; Muviri wake wakaita senyanga dzenzou, dzakafukidzwa nesafiro.
Shona SUB 2002 Bible
Maoko ake akaita samapango endarama, akaiswa bheriri; Muviri wake wakaita senyanga dzenzou, dzakafukidzwa nesafiro.