Song of Solomon 5:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muɗiwa waŋgu wakapinza ruʋoko rwake napaʋuri romukoʋa, Mŋoyo waŋgu ukamushuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudiwa wangu akapinza ruoko rwake nepahwangwadza yomukova; mwoyo wangu wakatanga kumudokwairira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudiwa wangu akapinza ruoko rwake ndokubata chihuri mwoyo wangu wakanzwa manyawi. Ndakanzwa manyawi mumwoyo mangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mudiwa wangu akapinza ruoko rwake napavhuri romukova, Mwoyo wangu ukamushuva.
Shona 2009?
Mudiwa wangu akapinza ruoko rwake napavuri romukova, moyo wangu ukamushuva.
Shona SUB 2002 Bible
Mudiwa wangu akapinza ruoko rwake napavhuri romukova, Mwoyo wangu ukamushuva.