Song of Solomon 5:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakazarurira muɗiwa waŋgu; Asi muɗiwa waŋgu wakaŋga atendeʋuka, aenda. Mŋeya waŋgu wakaŋga watorwa pakutaura kwake; Ndakamutȿaka, asi handina‐kumuwana; Ndikamuɗana, asi haana‐kundipindura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakazarurira mudiwa wangu, asi mudiwa wangu akanga abva; akanga atoenda. Mwoyo wangu wakarwadziwa nokuenda kwake. Ndakamutsvaka asi handina kumuwana. Ndakamudana asi haana kupindura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazarurira mudiwa wangu asi mudiwa wangu akanga atendeuka aenda, zvakandipedza simba paakadzokera. Ndakamutsvaka ndikamushaya ndakamudaidza asi haana kupindura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakazarurira mudiwa wangu; Asi mudiwa wangu akanga atendeuka, aenda. Mweya wangu akanga watorwa pakutaura kwake; Nakamutsvaka, asi handina kumuwana; Ndikamudana, asi haana kundipindura.
Shona 2009?
Ndakazarurira mudiwa wangu; Asi mudiwa wangu akanga atendeuka, aenda. Mweya wangu wakanga watorwa pakutaura kwake; Ndakamutsvaka, asi handina kumuwana; Ndikamudana, asi haana kundipindura.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakazarurira mudiwa wangu; Asi mudiwa wangu akanga atendeuka, aenda. Mweya wangu akanga watorwa pakutaura kwake; Nakamutsvaka, asi handina kumuwana; Ndikamudana, asi haana kundipindura.