Song of Solomon 5:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko muɗiwa wako unopfuʋura ʋamŋe ʋaɗiwa neiko, Nhai, iwe, unopfuʋura ʋakadzi ʋose nokunaka? Ko muɗiwa wako unopfuʋura ʋamŋe ʋaɗiwa neiko, Ɀaunotipikira saiɀoɀo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudiwa wako akanaka kukunda vamwe pakudii, iwe zvako wakanaka kukunda vamwe vakadzi? Mudiwa wako akanaka kukunda vamwe pakudii, zvaunotirayira kudaro?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhaiwe mukadzi akanakisisa kudai iye mudiwa wako chii chaizvo chaanopfuura vamwe nacho? Iye mudiwa wako chaanopfuura vamwe nacho chii chaizvo zvokutotikumbirisa ukadaro?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko mudiwa wako anopfuura vamwe vadiwa neiko, Nhai, iwe, unopfuura vakadzi vose nokunaka? Ko mudiwa wako unopfuura vamwe vadiwa neiko, Zvaunotipikira saizvozvo?
Shona 2009?
Ko mudiwa wako anopfuura vamwe vadiwa neiko, Nhai, iwe, unopfuura vakadzi vose nokunaka? Ko mudiwa wako unopfuura vamwe vadiwa neiko, Zvaunotipikira saizvozvo?
Shona SUB 2002 Bible
Ko mudiwa wako anopfuura vamwe vadiwa neiko, Nhai, iwe, unopfuura vakadzi vose nokunaka? Ko mudiwa wako unopfuura vamwe vadiwa neiko, Zvaunotipikira saizvozvo?