Song of Solomon 6:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muɗiwa wako wakaendepiko, Iwe, unopfuʋura ʋakadzi ʋose nokunaka? Muɗiwa wako wakariŋgirepiko, Kuti timutȿake pamŋe cete newe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, mudiwa wako aendepiko, iwe zvako wakanaka kukunda vamwe vakadzi? Mudiwa wako aenda nokupiko, kuti tigomutsvaka pamwe chete newe?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko mudiwa wako aendepi, nhai iwe nyakururamisisa pavakadzi vose, mudiwa wako atsaukira kupi? Kuti timutsvake pamwechete newe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mudiwa wako akaendepiko, Iwe, unopfuura vakadzi vose nokunaka? Mudiwa wako wakaringirepiko, Kuti timutsvake pamwechete newe?
Shona 2009?
Mudiwa wako akaendepiko, Iwe, unopfuura vakadzi vose nokunaka? Mudiwa wako wakaringirepiko, Kuti timutsvake pamwechete newe?
Shona SUB 2002 Bible
Mudiwa wako akaendepiko, Iwe, unopfuura vakadzi vose nokunaka? Mudiwa wako wakaringirepiko, Kuti timutsvake pamwechete newe?