Song of Solomon 6:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndisati ndaɀiziʋa, mŋeya waŋgu wakandiisa Pakati peŋgoro dzaʋanhu ʋaŋgu ʋakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndisati ndambodii, mwoyo wangu wakandiisa pakati pengoro dzoumambo dzavanhu vangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handina kutomboziva kuti musikana wangu akanga atondiita jinda pakati pavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndisati ndazviziva, mweya wangu wakandiisa Pakati pengoro dzavanhu vangu vakarurama.
Shona 2009?
Ndisati ndazviziva, mweya wangu wakandiisa Pakati pengoro dzavanhu vangu vakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Ndisati ndazviziva, mweya wangu wakandiisa Pakati pengoro dzavanhu vangu vakarurama.