Song of Solomon 6:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muɗiwa waŋgu wakadzira kumunda wake, Kundima dzemiti inonhuwira, Kufudza makwai ake muminda, nokutanha maruʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudiwa wangu adzika kubindu rake, kumihomba yezvinonhuwirira, kuti andomema mumapindu nokutanha maruva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudiwa wangu aenda kubindu rake kumihomba yetwokubikisa tunonhuwirira. Kundofudzira hwai dzake mumapindu uye kundotanha maruva amariri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mudiwa wangu wakadzira kumunda wake, Kundima dzemiti inonhuwira, Kufudza makwai ake muminda, nokutanha maruva.
Shona 2009?
Mudiwa wangu wakadzira kumunda wake, Kundima dzemiti inonhuhwira, Kufudza makwai ake muminda,nokutanha maruva.
Shona SUB 2002 Bible
Mudiwa wangu wakadzira kumunda wake, Kundima dzemiti inonhuwira, Kufudza makwai ake muminda, nokutanha maruva.