Song of Solomon 6:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usanditarira nameso ako, Nokuti andikunda. Vudzi rako rakafanana neɓoka rembudzi, Dzinoɓurukira mujiŋga megomo reGireadi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bvisa meso ako pandiri; anondikunda. Bvudzi rako rakaita sedanga rembudzi riri kuburuka muGireadhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bvisa maziso ako kwandiri, anondidzimaidza kuona, iro vhudzi rako, ungati idanga rembudzi dziri kuita murikitira pamateru eGireadhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usanditarira nameso ako, Nokuti andikunda. Vhudzi rako rakafanana neboka rembudzi, Dzinoburukira mujinga megomo reGireadhi.
Shona 2009?
Usanditarira nameso ako, Nokuti andikunda. Vhudzi rako rakafanana neboka rembudzi, Dzinoburukira mujinga megomo reGiriyadhi.
Shona SUB 2002 Bible
Usanditarira nameso ako, Nokuti andikunda. Vhudzi rako rakafanana neboka rembudzi, Dzinoburukira mujinga megomo reGiriadhi.