Song of Solomon 6:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Njiʋa yaŋgu, wakakwana waŋgu, ndiye mumŋe oga; Ndiye mŋana mumŋe woga wamai ʋake; Ndiye musanaŋgurwa wowakamuɓereka; Ʋakunda ʋakamuʋona, ʋakati wakaropafadzwa; Naʋahosi naʋaroŋgo, ʋakamurumbidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi njiva yangu, iye akakwana wangu, ndiwe mumwe oga, mwanasikana mumwe oga wamai vake, iye woga anodikanwa naiye akamubereka. Mhandara dzakamuona dzikamuti akaropafadzwa. Vanamambokadzi navarongo vakamurumbidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi njiva yangu, nyakururamisisa mumwechete mwana wapamwoyo waamai vake anodiwa zvikuru nomubereki wake. Vashandikadzi vakamuona vakamuti, “Zvako wakakomborerwa,” kunyange madzimambokadzi navarongo vakamuona vakamurumbidza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Njiva yangu, akakwana wangu, ndiye mumwe oga; Ndiye mwana mumwe woga wamai vake; Ndiye musanangurwa wowakamubereka; Vakunda vakamuona, vakati akaropafadzwa; Navahosi navarongo, vakamurumbidza.
Shona 2009?
Njiva yangu, akakwana wangu, ndiye mumwe oga; Ndiye mwana mumwe woga wamai vake; Ndiye musanangurwa wowakamubereka; Vakunda vakamuona, vakati akaropafadzwa; Navahosi navarongo, vakamurumbidza.
Shona SUB 2002 Bible
Njiva yangu, akakwana wangu, ndiye mumwe oga; Ndiye mwana mumwe woga wamai vake; Ndiye musanangurwa wowakamubereka; Vakunda vakamuona, vakati akaropafadzwa; Navahosi navarongo, vakamurumbidza.